Vamwe Vatsigiri Vebato reZanu PF Voenda Kunotambira Mutumbi waVaMugabe

  • Blessing Zulu

Your browser doesn’t support HTML5

Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare nhasi uchiperekedzwa nemudzimai wavo Amai Grace Mugabe avo vange vakafuka jira dema. Asi kunyangwe mutumbi uyu wasvika nhasi hapana zvekare kuziviswa kuti ucharadzikwa kupi. Mumwe murume ange ari pachiitiko ichi anotipa pfungwa dzake. Nyaya ina Blessing Zulu.