Mauto Anoti Achange Achibatsirana Nemapurisa Mukuchengetedza Runyararo Munyika

Your browser doesn’t support HTML5

Mapurisa nemauto anoti zvinhu zvagadzikana munyika zvichitevera kugadzwa kwemutungamiri wenyika mutsva, VaEmmerson Mnangagwa, uye mapurisa atanga zvakare kuita basa rawo rekuchengetedza mutemo asi achibatsirwa nemasoja zvikurusei muHarare. Nyaya ina Godwin Mangudya.