VaMthuli Ncube Vachitaura Hwaro Hwavo hweKumutsiridza Hupfumi hweNyika

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rezvemari, VaMthuli Ncube, vachitaura pamusangano wekuzeya nyaya yeZimbabwe zvikuru matambudziko akatarisana nenyika uye zvingaitwe kugadzirisa zvinhu munyaya dzezvehupfumi nematongerwo enyika. Musangano uyu wakarongwa neeCATO Institute iri Washington DC.