Gurukota Rezve Mari Va Mthuli Ncube Votaura Muchidimbu Zvavakafambira kuWashington Dc

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rezve mari Va Mthuli Ncube, havana kuda kutaura nevatori venhau, kana kutorwa mavhidhiyo vachitaura pamusangano wavakaita muWashington neChitatu manheru. Musangano uyu wakanga wakarongwa nezvizvarwa zveZimbabwe zviri muWashington DC zvichida kunzwa kuti zvinhu zviri kufamba seyi kuZimbabwe.