Zimbabwe Yotangazve Humwe Hurongwa Hwechinganzi Chipfeko Chenyika

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe yotangazve humwe hurongwa hwechinganzi chipfeko chenyika kana kuti national dress vamwe vachiti kupedza nguva nyika yakatarisana nematambudziko makukutu kunyanya nzara. Vhidhiyo Nunurai Jena.