Mercy Mutsvene Achikurudzira Kudzikwa kweMitemo Inoranga Vanoita Mari neMimhanzi yeVamwe

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Muimbi wedzimbo dzechitendero, Mercy Mutsvene, anoti shuwiro yake ndeye kuti paramande idzike mitemo yakasimba yekuranga veruzhinji vanoita tsikisa mimhanzi yevamwe zvisiri pamutemosezvo izvi zviri kuuraya basa revanoita zvekuimba.