Kusiya Basa kwaVaMugabe Kofadza Vazhinji

  • Mavis Gama

Your browser doesn’t support HTML5

Kusiya basa kwaVaMugabe kofadza vazhinji munyika nekunze. Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvinoti kusiya basa kwaVaMugabe avo vaitonga nechisimba kwemakore mazhinji kwavakuvapa tariro yekudzokere kumusha. Vamwewo vanoti VaMugabe vakaita mabasa akanaka uye vanofanirwa kuremekedzwa.