Mumwe weNherera Dzinochengetwa naGogo Nhiwatiwa kuMt Hampden Otsanangura Zvakaitika neZuro

Your browser doesn’t support HTML5

Brian Kamwaza mumwe wenherera dzinochengetwa pamba paGogo Onai Nhiwatiwa kuMt Hampden uyo akatiza nezuro mushure mekunge mapurisa akauya kuzotora vamwe vana nechisimba otsanangura zvakaitika. Studio7 haina kukwanisa kunzwa divi remapurisa panyaya iyi.