Vanhu Vakasiyana Siyana Votaura Mawonero Avo Pamusoro Pezvirikuitika Munyika

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wesangano reZimbabwe Christian Alliance rimwe remapato anopikisa vopa pfungwa dzavo pamusoro pezviri kuitika munyika. Nyaya ina Loidham Moyo.