VaMnangagwa Vanovhura Musangano weZanu PF kuGoromonzi

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri weZanu PF, uye vari mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vanovhura zviri pamutemo musangano wepagore webato ravo uri kuitirwa kuGoromonzi vachishora kuratidzira nekuramwa mabasa kwakaitwa nevashandi mukati megore rino