Muimbi Majahawodwa ‘Jeys Marabini’ Ndlovu Anoti Haana Kufara Nemabatirwo Aakaitwa Kumabiko Ekugadzwa kwaVaMnangangwa

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Muimbi Majahawodwa ‘Jeys Marabini’ Ndlovu havafari nemabatirwo avakaitwa neveruzhinji pakugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa kuve mutungamiri wenyika. Vanoti vanhu munyika vanofanirwa kusiya tsika yerusaruro kuchishandiswa nyaya yemarudzi. Munowona seyi izvi? Nyaya ina Taurai Shava.