VaFortune Chasi Votaura neZve Kuvandudzwa kweMitemo Inobata Sarudzo

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutevedzeri wegurukota rezvemitemo, VaFortune Chasi, vanoti zvizvarwa zveZimbabwe pamwe nevemapato ezvematingerwo enyika vanofanira kutaura zvavanenge vachida kuti zvivandudzwe mumitemo inobata sarudzo paine nguva. Nyaya ina Thomas Chiripasi.