Vagari Vekumaruwa VekwaMazvihwa Mudunhu reMidlands Vari Mumaguta Nekuda Kwekushandisa Nzira Yekurima Inochengetedza Mvura

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Apo vanhu vakawanda munyika vakatarisana nenzara vamwe vagari vekumaruwa ekwaMazvihwa mudunhu reMidlands, vari mumaguta nekuda kwekushandisa nzira yekurima inochengetedza mvura shoma yavanowana. Vhidhiyo ina Taurai Shava.