Vagari vekuMasvingo Votaura Zvavanotarisira Mumakanzura Avachavhotera Gore Rino

Your browser doesn’t support HTML5

Vagari vekuMasvingo vanoti rwendo rwuno vari kuvhotera makanzura avanoziva kuti anoziva zvinofanirwa kuitwa nekanzuru kuitira kuti veruzhinji vawane zvavanotarisira kukanzuru yavo. Amai Gloria Chirimbana vachitaura mainere avo pakusarudza makanzera pasarudzo dzegore rino. Nyaya ina Gandri Maramba.