Nyanzvi Munyaya Dzekutapwa Kwenhau Dzoshora Kumbunyikidzwa Kwevatori Venhau

Your browser doesn’t support HTML5

Nyanzvi munyaya dzekutapwa kwenhau dzinoti nyaya yekuti vatori venhau vanoramba vachisungwa nekushurungurdzwa vari pabasa pamwe nezvinhu zvakaita sekuvharwa kwakaitwa masaisai eindaneti nehurumende munaNdira kunoratidza kuti hurumende haina chido chekuvandudza mitemo ino koshesa vatapi venhau.