Amai Monica Mutsvangwa Votaura Pamusoro peMutemo Inonyevenutsa Kutengwa kweZvinhu Kunze

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Hurumende nhasi yambomisa mutemo unorambidza kupinda munyika kwezvimwe zvinhu uye inoti kutanga nhasi chaiko makambani nevanhuwo zvavo vave kubvumidzwa kutenga zvinhu zvange zvichirambidzwa kupinda muno zvakaita semafuta ekubikisa nekuzora, floor nezvimwe. Nyaya ina Thomas Chiripasi.