Zimbabwe Inosvitsa Makore Makumi Matatu Yawana Kuzvitonga

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe nhasi yasvitsa makore makumi matatu yawana kuzvitonga hurumende ichiita mhemberero dzakasiyana siyana mumatunhu akasiyana munyika. Masoja ange achifora pamhemberero dzaitwa muBulawayo. Nyaya ina Taurai Shava.