VaKenneth Tachiona Avo Vakapfurwa Muna Chikumi neChizvarwa chekuChina Votaura Pamusoro Pemararamiro Avava Kuita

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

VaKenneth Tachiona avo vakapfurwa muna Chikumi nechizvarwa chekuChina zvichitevera kusawirirana panyaya yemari yemuhoro vanoti vanonetseka kuwana zvifambiso pavanouya kuti vawonekwe nachiremba muguta reGweru. VaTachiona vave kugara kumusha kwavo kumindamirefu yekuChishuku kwaChirumhanzu.