Gurukota Rezvehutano Dr Obediah Moyo Votaura Nemamiriro Akaita Zvinhu Muzvipatara Zvehurumende

  • Blessing Zulu

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rezvehutano, Dr Obediah Moyo, vati vanoshushikana zvikuru kuti vashandi vave vashoma muzvipatara uye vati vave kubatsira nemapurisa nemasoja. Nyaya ina Blessing Zulu.