Magaba Orangarirwa kuChinhoyi

Your browser doesn’t support HTML5

Dzimwe nhengo dzebato reZanu PF dzanga dzakapfeka nhumbi dzebato apo gurukota rezvemitemo VaZiyambi Ziyambi vanga vari mukokwa anonyarikana kumhemberero dzaitwa nhasi muChinhoyi. Nyaya ina Arthur Chigoriwa.