Zimbabwe Yatanga Kucherechedza Nhasi Chirongwa Chakanangana neKupedza Mhirizhonga

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe yatanga kucherechedza nhasi chirongwa chakanangana nekupedza mhirizhonga che 16 Days of Activism Against Gender Based Violence muhurongwa hwaitirwa muEpworth Mumwe wevakawaniswa musika iyi, Amai Patricia Nyakasaka, vanoti kuti kuwana pekutengesera pakanaka kwavabatsira.