Murairidzi weChikwata Chema Gems VaLlyod Makunde Vofadzwa neKutamba Kwechikwata Chavo

Your browser doesn’t support HTML5

Vanhu vakawanda munyika vofara nekutamba kwakaita chikwata cheNetball kumakwikwi eNetball World Cup kuLondon. Murairidzi wechikwata chema Gems VaLlyod Makunde vanoti vakafadzwa nekutamba kwakaita chikwata chavo. Nyaya ina Ezra Sibanda.