Dare Guru reGaborone muBotswana Ropa Mutongo Wekuti Ngochani Dzidanane Zviri Pamutemo

Your browser doesn’t support HTML5

Dare guru reGaborone muBotswana rapa mutongo wekuti kwava pamutemo kuti vanhukadzi kana vanhurume vamwe chete vanoita zvepabonde kana vabvumirana. Nyaya ina Shingira Madondo.