Dare Guru reGaborone muBotswana Ropa Mutongo Wekuti Ngochani Dzidanane Zviri Pamutemo

Your browser doesn’t support HTML5

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvinogara muBotswana zvaratidza maonero akasiyana siyana mushure mekunge dare guru reGaborone muBotswana rapa mutongo wekuti kwava pamutemo kuti vanhukadzi kana vanhurume vamwe chete vanoita zvepabonde kana vabvumirana.