Veruzhinji Vochema Chema neKukwidzwa Kwaitwa Mitengo yePeturu neDhiziri

Your browser doesn’t support HTML5

Veruzhinji vari kuchema chema zvikuru nekukwidzwa kwaitwa mitengo yemafuta edzimotokari vachiti izvi zvichaita kuti mitengo yezvinhu zvose iwedzerwe. Sangano rinoona nezvemakambani anoita zvemafuta nemhando dzemoto re (ZERA) rabudisa mitengo mitsva yemafuta edzimotokari.