Mutevedzeri weMutungamiri weMDC-T, Muzvare Thokozani Khupe, Vanoshanyira Vanhu Vakawirwa neMafashamu kuTsholotsho

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Mutevedzeri wemutungamiri weMDC-T, Muzvare Thokozani Khupe, vanoti hurumende inofanirwa kuwona kuti vanhu nemasangano ari kuda kupa rubatsiro kuvanhu vakawirwa nedambudziko remafashamu munyika vanoita izvi vasingasangane nezvimhingamupinyi.