Zimbabwe yaBatana nedzimwe Nyika Pasi Rose Mukucherechedza Zuva reKuderedza Njodzi, reInternational Disaster Risk Reduction

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe yabatana nedzimwe nyika pasi rose nhasi mukucherechedza zuva rekuderedza njodzi, reInternational Disaster Risk Reduction, hurumende ichiyambira vemasangano akazvimirira kuti atevedzere gwara rehurumende mukuita mabasa awo.