Huwandu Hwevanhu Vari Kunyoresa Kuvhota Hodzikira

Your browser doesn’t support HTML5

Vachiparura zvakabuda muongorora yavakaita pasurodza dzema By-Election dzese dzakaitwa muna 2019, vanoona nezvekufambiswa kwebasa muERC, VaSolomon Bobosibunu, vati ongororo yavakaita inoratidza kuti huwandu hwevanhu vari kunyoresa kuvhota huri kudzikira pane muna 2018.