Gurukota rezveMari VaMthuli Ncube Voparura Hurongwa Hwekuvandudza Hupfumi hweNyika

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rezvemari VaMthuli Ncube vanoti hurongwa hwavari kudaidza kuti Transitional Stabilzation Programme hwakanangana nekusimudzira hupfumi hwenyika kubva parizvino kusvika muna zvita 2020 kubudikidza nekusimbaradza nyaya dzekurima kucherwa kwezvicherwa kusimbisa nyaya yekutengesera dzimwe nyika.