Vanachiremba Vakuru Vanoratidzira muHarare

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Vanachiremba vakuru vanoratidzira muHarare vachiti vari kuda kuwedzerwa mari dzemihoro pamwe nekupihwa zvikwanisiro zvekuti vaite basa ravo nemazvo. Madhokotera aya anotiwo nhuna dzavavanachiremba vadiki dzinofanira kugadziriswa nekukasika kuitira kuti vakwanisewo kuita basa ravo zviri nyore.