Mumiriri weZimbabwe muAmerica Otaura neZvekuvhota neKutanga Mabhizimi muNyika kweVari Kunze

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Mumiri weZimbabwe muAmerica VaTadeous Tafirenyika Chifamba nemusi weMugovera vakazivisa zvizvarwa zvenyika zviri muAmerica kuti hurumende iri kusimbaradza hurongwa hwekushanda nazvo munyaya dzekuzviwanisa kodzero yekuvhota, kutanga mabasa munyika uye nezvimwewo.Vhidhiyo ina Marvellous Mhanga-Nyahuye