Makambani eKumusha Anoita Zvemabhizinesi Obatana Mukuyedza Kukwezva Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri Kunze Kwenyika

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Makambani ekumusha anechitsama akabatana nekambani yeGary Thompson & Associates mukuyedza kukwezva zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika dzinoti Britain neAmerica kuti zviiite zvemabhizimisi kumusha. Kunyangwe zvinhu zvisina kumira zvakanaka munyika vanoti iyi ndiyo nguva yekutanga mabhizinesi.