Vagari Vemu Chinhoyi Voyambirwa Kuti Vagare Mudzimba Senzira Yekurwisa Covid-19

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe yakatara mazuva makumi maviri nerimwe ekuti vanhu vagare mudzimba dzavo senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere ichi. Mapurisa emuChinhoyi nhasi vange vachi vhunzurudza vanhu vange vari kufamba famba mutua iri. Vhidhiyo ina Nunurai Jena uyo ambosungwa nemapurisa paanga achitora nhau.