Veruzhinji Vokatyamadzwa neKuhwina kweMwana Ane Makore Mashunu $10 000 muTM Bonanza Promotion kuChinhoyi

Your browser doesn’t support HTML5

Clinton Mandla mwana ane makore mashanu akahwina $10 000 yeTM Bonanza promotion nezuro--Baba vake VaClifton vakahwina $5 000. Nyaya ina Arthur Chigoriwa.