VaClifton Mandla Veku Chinhoyi Vanoti Havashandise Mushonga Mukuhwina TM Bonanza Promotion Sezvave Kufunga Vanhu Vakawanda

Your browser doesn’t support HTML5

VaClifton Mandla vakahwina $5 000 mwana wavo akahwina $10 000 yeTM Bonanza promotion vanoti havashandise mushonga kuti vahwina sezvave kufunga vakawanda. VaMandla vakambohwina $5 000 zvakare pamakwikwi eTM Bonanza pachitoro chemwechete muna2016 gore rakapera vakahwina fridge. By Arthur Chigoriwa.