Nyanzvi Munyaya dze Ballistics Vanoti Zvikasha Zvembumburu Zvinoratidza Kuti Pfuti Dzakaridzwa ndeDzemhando Dzema AK47

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Tsitsi Paradzayi nyanzvi munyaya dze ballistics vanoti zvikasha zvembumburu zvinoratidza kuti pfuti dzakaridzwa ndedzemhando dzema AK47 uye vanoti kupfurwa kwakaitwa mahofisi eZCTU kunoratidza kuti pfuti dzakaridzwa kubva panze ndichipinda mumahofisi. Nyaya ina Thomas Chiripasi.