Chirwere cheKorera Chopfunya Rusero muGlenview muHarare

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Hurumende inotara chirwere chekorera sedambudziko guru rabata nyika zvichitevera kufa kwevanhu vanodarika makumi maviri, uye vanhu vanodarika zviuru zvitatu vachinzi vakabatwa nechirwere ichi. Mumwe mugari wekuGlen View anotaura nezvirikuitika mudunhu iri. Nyaya ina Thomas Chiripasi.