Mapurisa Vorwisana neVanoita zveKutengesa Mumigwagwa muHarare

Your browser doesn’t support HTML5

Kudzingwa kwevanotengesa mumigwagwa kuri kuitikawo kumaguta eMasvingo, Mutare neChinhoyi, mapurisa achiti ari kuita izvi sekutumwa kwaari kuitwa nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa.