Vanhu Vonetsekana neKutora Zvitupa Kudzvimbo Dzakasiyanasiyana

Your browser doesn’t support HTML5

Vanhu vorara kumahofisi ekwamudzviti mumatunhu avo vachida kutora zvitupa izvo vari kutadza kuwana, uye vamwe vachibvisiswa chioko muhomwe kuti vapihwe zvitupa. VaHosiah Kakwere vanoti varikuda kutora chitupa kuti vanyorese kuvhota asi vari kuodzwa moyo nevashandi vekwamudzviti vemuChinhoyi.