Sangano reChildline Rinoti Kushungurudzwa Kwevana Munyika Kuri Kuenderera Mberi

Your browser doesn’t support HTML5

Muzvare Maureen Kambarami vanoshanda nesangano reChildline vanoti pagore vanowana nyaya dzekushungurudzwa kwevana dzinosvika zviuru gumi nezvina. Vatiwo zvikamu makumi matatu kubva muzana zvenyaya idzi dzinenge dziri dzekushungurudzwa kwepabonde vazhinji vacho vari vanasikana.