VaChamisa Vachitaura Mutumbi waAmai Vavo Usati Waradzikwa kwaGutu

Your browser doesn’t support HTML5

Vanhu vakawanda vabatana mukuradzikwa kwaMbuya Chamisa, amai vemutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, avo varadzikwa zvine mutsindo kumusha kwavo kwaGutu mudunhu reMasvingo. Vhidhiyo ina Godfrey Mtimba.