Kuzara kweMadhamu Kwofadza Meya weBulawayo, VaMartin Moyo

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Kanzuru yeguta reBulawayo inoti hurumende inofanirwa kushandisa mukana wekuzara kwakaita madhamu anopa mvura kuguta iri kuti iite hurongwa huchaita kuti guta iri risarambe rakatasirana nedambudziko remvura panguva iyo kusinganaye zvakanaka.