Grain Millers Association Inoti Pachaita Mamwe Makambani Achavhara Buri Richasiyiwa neNational Foods

Your browser doesn’t support HTML5

National Foods inoti ichavhara makambani ekugaya hupfu negorosi muHarare neBulawayo nenyaya yekushaya mari yekutenga zvikwanisiro asi veGrain Millers Association vanoti pane mamwe makambani acharamba achigaya gorosi pamwe nekuvhara mukana ushasiyiwa neNational Foods.