Vabereki Vokurudzirwa Kuti Vana Vanehutera Vadzidziswewo Kuzviitira Zvimwe Zvinhu Kwete Kungovachengeta Mudzimba

Your browser doesn’t support HTML5

Nyanzvi munyaya dzeutera, kana kuti Autism, dziri kurudzira veruzhinji kuti vaendese vana vane dambudziko reutera kunzvimbo dzavanokwanisa kudzidziswa kuzvibatsira muhupenyu hwavo,kwete kungovachengeta mudzimba. Amai Sicaliven votaura naRutendo Mawere we Studio7 nezve nyaya iyi.