Vamwe Vane Chirwere Chekushanduka Ganda Vosarurwa

Your browser doesn’t support HTML5

VaJoshua Mutapanyama vanoti dambudziko iri rakatangisa mushure mokunge vaisirwa muchetura muchikafu chavo. Asi imwe nyanzvi yezvirwere zveganda Dr Donald Mutangadura, vanoti VaMutapanyama munhu ane chirwere chinokonzerwa nekushanduka kweganda, kwete kuti vakaisirwa muchetura muchikafu.