Amai Grace Mugabe Votamba Pamusangano weZanuPF kuBindura

Your browser doesn’t support HTML5

Amai Grace Mugabe Votamba Pamusangano weZanuPF kuBindura uko vakashoropodza vanhu vanotaura zvisinakunaka pamusoro paVaMugabe. Amai Mugabe vaka udza VaMungangwa kuti vasadyidzane neavo vakadzingwa mubato iri.