Hurumende Yokurudzirwa Kuti Ipedze Dambudziko Renzara Munyika Kuti Mhirizhonga Iderere Mudzimba
Your browser doesn’t support HTML5
Muzvare Beatrice Savadye vesangano reRoots mumwe wezvizvarwa zveZimbabwe zvange zviri muAmerica pasi pechirongwa change chichi kokerwa nesangano reCommunity Solutions kwemwedzi mina. Muzvare Savadye vanoti zvizhinji zvinoda kugadziriswa nehurumende munyika kuti nyaya yemhirizhonga ipere mudzimba.