Muzvare Lynda Masarira Vopika Vachibva Kumba

Your browser doesn’t support HTML5

Murwiri wekodzero dzevanhu, Muzvare Lynda Masarira, vari kupika jeri vachibva kumba, kana kuti community service sezvavakatarirwa nedare kutanga kwemwedzi uno. Apa vari kuita basa iri vari ku Marlborough Clinic muHarare.