VOA60 America - More than 1,600 people rescued in Florida after Hurricane Ian

Your browser doesn’t support HTML5

Vanhu vanodarika chiuru chimwe chete nemazana matanhatu vobatsirwa kuFlorida mushure mekuwirwa nedambudziko redutumupengo remhepo nemafashamu emvura kana kuti Hurricane Ian