Vatsigiri veZanu-PF Voratidzira kuMuzinda weBato iri muHarare

  • Blessing Zulu

VaEmmerson Mnangagwa

Dzimwe nhengo dzebato riri kutonga reZanu-PF dzakaratidzira pamuzinda webato iri muHarare nemusi weMuvhuro dzichiti hadzisi kufara nenyaya yekusarudzwa kwakaitwa vanhu vachakwikwidza musarudzo dzebato iri dzemaprimary.

Vamwe vanoti magwaro avo ekuda kukwikwidza kana kuti macurriculum vitae haana kusvika kuvakuru vebato.

Asi munyori anoona nezvemitemo mubato iri VaMunayaradzi Mangwana vanoti vane zvichemo vanofanira kuuya mubato.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaMunyaradzi Paul Mangwana